Tuesday, 6 June 2017

Munda Ngausoserwe!

Kana wapuwa munda nasabhuku, unogona kumbogara usina kuufencer, vanhu vachingogurira gurira nepavanoda. Gore raunofencer vanhu vanotsamwa vachiti 'avhara nzira yedu' yet munda wako haisi nzira yavo.


This applies to your life. Before wafencer your life with the Holy spirit powered by the blood of Christ, Satan & demons vaiita madiro. Now that you have divine protection Satan akagumbuka.

Usamutendera kusenerera, batanidza waya(unlimited prayers), wokaka zvakasimba (pray earnestly). Uchamuona achipopota ari kunze asi haakusvikiri. Maintain the fence regularly (pray always). Your life doesn't belong to the devil.
Munda Ngausoserwe!
Of course akambokushandisa mazuva ekusaziva but now, well fenced as you are, haalume!!! Madzikirira, hope dzokuvhumuka, kurwara rwara, kugara nestress etc, twunzira twekugurira, twuvhare mudikani through prayers, fasting, thanksgiving, true worship, feasting on His word etc. Let each corner of the fence(every step & move) be anchored by a rock(Jesus).
Remember munda uri well fenced uri very attractive such that mombe, mbudzi zvinoti idai tambopindamo, pazvinongowanira mukana chete munda waparara. Satan ari kungomirira musi waunopererwa netariro chete kuti akutsokodzere. Hama yangu tsungirira uri munaShe.. Usadzokere shure!!! God bless you.

Adopted By Apostle Pride Sibiya

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *