18+ Zvinhu 35 Zvinosimbisa Wanano

1. Mukushaya mukuwana rudo mumba ngaritsve. Ngatingochengetei chitsidzo chekuti mukufara nemukusuwa tiri pamwe.

2. Kutaurirana / Kugona kutaura (communication)

3. Kuregererana.Kusvika tife tichatadzirana asi kuregererana ndiko kunotichengeta.

4. Kuvimbika (Faithful. Kusavimbika kwemurume kana mukadzi kunopedza rudo.

5. Rukudzo (respect) Ngatiremekedzanei sevanhu vakasikwa nemufananidzo waMwari. Tese tine kudana kwaMwari, zvikomborero nezvipo zvedenga.

6. Kungo supporter mumwe wako kunyangwe akanganisa.

7. Kunamata sababa namai (praying as couple). Hapana chine simba sekuva mhuri yekutya Mwari isu nevana, baba vachititungamira.

8. Kusatyisana asi kuwirirana murudo.

9. Kusanyimana (zvese)nekuti tiri vamwe chete.

10. Kubatsirana. Hupenyu hwunorema tinofanira kurerutsirana nekubatsirana.

11. Kugezana (zvese)kikiki!

12. Ku supriser mumwe wako.

13. Kuendesana OUT please.

14. Mai vanofanira kugona kubika.

15. Kuziva zvinofarira nemumwe wako kupfeka, kana kubika.

16. Kugona kugeza murume nemukadzi.

17. Kubalance both sides mukusha kwenyu nekwavo

18. Bvisayi mazwi ekuti kwenyu, kwangu, vako, vangu, dzangu, dzako,

19. Kutsigira divi kwemukadzi nekudivi rekwemurume panhamo (mariro).

20. Kudzivirirana nekudefender, kuvharirana hapwa...zvisingareve hazvo kuti tifurirane zvakaita.

21. Kuronga pamwechete.

22. Kusarakidza kupesana pamberi pevana kunyangwe tisiri kuwirirana.

23. Kuziva nguva yekutaura, dzimwe nguva kana dutu rakasimuka tinyarare.

27. Kubalance hama. Dzangu nedzako ngadzionekwe zvakafanana.
28. Kuyemurwa nemumwe wako

29. Complements anodiwa

30. Kukisana. Kiss yakanaka chose pakupangidzana rudo.

31. Hushamwari. Zvataingoita patakatanga kudanana zviya.

32. Kuziva shamwari. dzekutamba nadzo Psalm 1vrs 1, Zakaria 13 vrs 6.

33. Dzorekawo kana watsiurwa.

34. Kana tatadza kuwirirana nekugadzirisana tega towirirana kune vanoti batsira.

35. Kurangarira Jehovah panezvese kusanganisira wanano yedu. Saka ngatitangei naJehovah nhasi nekugashira Mwanakomana wake saIshe noMponesi wedu: Ishe Jesu ndokutorai saIshe noMponesi wangu. ndichenesei zvivi zvangu mumisikidze rutendo rwangu newaniso yamgu. Amen. Toenda kukereke!
Munamato une simba kurerutsa zvinorema
Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp