18+ Zvatinombodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 1]

Mararirano anoda kusiyana siyana. Hazvidi kuti makwiriro awaitwa nhasi ndiwomangwana namangwana. Isu vakadzi tinonyara kutaura kuti tinoda kukwirwa sei. Asi apa tichakupai mhando dzemakwiriro anotida kuitwa.


Pane dzimwe nguva dzaunoda kubatwa zvinyoro – nyoro. Ruoko rwemurume ngarubverwapfava ruchiita zvekunyengerera kunge rurikubata kacheche. Kiss yacho ngainyatsoitwa zvakatonhorera rurimi ruchipinzwa rwese ruchitsvaira mukanwa mese zvamo. Baba kana vavakuyamwa zamu raamai ngavati vakariti nduu vayamwa zvinyoronyoro wombokanganwa varipo vakabatirwa zamu naamai. Apa maoko ababa rumwe runenge rwakabata magadziko kana ma**nje ruchipurudzira chindori chaamai. Rumwe ruoko runenge rwakabata nechepamusana.
18+ Zvatinombodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 1]
Zvakadai baba chinjanisai kuyamwa muchipurudzira musana pamwe nemagadziko zvinyoronyoro. Kana amai vatota vavaready vaburutsa tumvura twekutanga baba kwirai pamusoro pavo asi musati zhii pavari ibvai mabvisa ma**nje pamukova pesikarudzi yamai mobata chombo chenyu yakatarisa mudenga moisa zvinyoro nyoro (kana kuti amai vaise wega chombo). Amai ngavanyatso vhura vega makumbo avo. Chombo ngachipinde yose mobva matanga kupinda muchibuda, ichitsvaira mumatama sikarudzi yamai. Moramba muchiita zvinyoronyoro asi zvine impact. Itai izvi muchiyamwa mazamu,, maoko akabata magadziko amai. Apa maoko aamai ngaave akabata muchiona mababa achidzika kumagadziko.

Kunyangwe munakirwa sei musaite kuti zvikurumidze. Mukaona moda kuuya (kudiridzira) release, imbomirai movaraidza nguva nekuyamwa nekutsvodana. Potai muchinjinjana naamai. Mai kana moitawo chikapa itaiwo zvakanyorovera zvinopindirana nezviri mudariro musi uyu. Panombomira baba vachidzivira kudiridzira mai dzikisai maoko motambisa zvombo zvababa musingabudise kunze. NGAZVIRAMBE ZVAKADARO KUSVIKA MAI VARIDZA MHERE BABA VACHIBOWA. Kana mose masvika mai nyatsopukutai baba zvakanaka ini kana kugeza mozorora makamirira round yechipiri.

Imi varume imi !!!! takauya kuzofadzwa nemi zvekupedza mwedzi tisati tambo chemedzwa nayo, kwete taramba. Vazhinji vedu tinoda kuchemedzwa tose takasikwa naMusiki. Ipowo dai varume taenda tese kuChurch every Sunday zvinonakidzawo nekukomborera kana bonde revanoziva Mwari rinofadza. NGATIBATANEI PAPART 2 TIPEDZESE!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp