18+ Hurukuro Pamusoro Pebonde: Zvinotarisirwa (Part 2)

Zvokuita kunge uripamujaho wemabhiza vakadzi havambozvide kana iriyo system yenyu kuGokwe ikoko. Usazvinetsa uchida kuisundira mberi mberi, madzimai anotorwadziwa mberi kwamunoda kuisvitsa uko.


Imiwo vakadzi pepetai varume venyu zvemazvirokwazvo. Baba pavanenge vachiita ... CHECK OUT PART 2

PART 2 ... zvavo, musangovata senhanga asi move as well in circular motion whether muri pasi kana pamusoro. Saka kana iri nyaya yemastyles haaperi asi kuti itai communication as a couple and introduce different styles. 

Varume musazoti kachidobi ikako wakakawana kupi. Imi chamunoda kunakirwa chete saka mibvunzo ngaiite mishoma. Chandakaona vakadzi are more flexible than varume. Musangozovhunana chete.

Mamwe madzimai ane "nzeve" dzidzisai vana baba kutamba nadzo vasangofunga kuti I decoration uye kana baba vachiada vagadzirei hazvimbonetsi
Kutaurirana chinhu chikuru pabonde.
Kune:
- Clitoral Orgasm - Ndoyekuti by just using ruoko rwenyu baba muchitamba nekabeans, mai vanotosvika pakuburitsa mvura chaiko nekunakirwa.

Mamwe madzimai anoda kupuruzirwa dumbu, zvidya kana kuseri kwenzeve kuya, zvakare kiss ipapa ndopainopinda chaipo. Make sure you communicate nepartner yako uzive kwekubata. Angava mazamu chaiwo, usangomvonya mvonya zvisina art, mukadzi anoyuwira nepain iwe uchitoti ari kuspakwa.

Kissing, varume vazhinji apa panovanetsa, vamwe vanaamai vanoti takapedzisira kukiswa kare kaaaaaaaaaare. Vana baba dzokerai parudo rwakare uye ndinosimbisa kuti mumuromo ngamukweshwe.

Vamwe havazivi kuti orgasm kuita sei. Kusvika pachikwekwenhero chekunakirwa nebonde kusvika pakut**da. Kumurume akanakirwa akangoburitsa mbeu zvake zvaita otoridza magwiriri. Asi vamwe vakadzi havanzwisisi kuti zvatopera ndatonakirwa here?

Then:
- Vaginal Orgasm - Yevazhinji yekuti baba munotokoira chaizvo muchitambira pa g-spot penyu paya patati its just 2inches inside mukadzi
Dzimwe tsika dzakashata dzinoitwa nema partners pabonde muongororo netsvakurudzo dzinoti; ndotanga nevarume. Bata kamunyatso ako muchikanhanzwa kwete kuruma ruma, musakadhonze semwana anoyamwa mukaka, its not sexy.

Mukadzi ndamboti anoshanda netouch/feelings, saka don't ignore the rest of her body. Chese chiri pamukadzi mukanatsobata mushe chinomutsa zvirere. Pay attention to the rest of her body. Kuvarume vana mai natsai kupuruzira stumbo yababa kusvika magutsikana kuti yaoma kuita simbi chaiyo. Kana baba vasina kuchecheudzwa ngwarirai kuvarwadzisa chikanda chekumusoro icho.

Vanongozopinda zvavo mukati mesikarudzi renyu nekukasira vachi avoider kuvarwadzisa kwamunenge muchivaita. Missionary position ndiyo yakajairika mudzimba umu, vakadzi vhurai makumbo awo kwete kuita semusingadi kunakirwa.

Munogonawo kuisa makumbo enyu pabendekete rababa kuti stumbo yavo inatsopinda chero imi munochemerera nekunakirwa. Kune vamwe vane stumbo dzakakurisa dzinorwadza madzimai, endai kuclinic baba vanoiswa ring munyama which limits penetration mai vasarwadziwa.

Imi varume siyanai netsika yekubvunza mukadzi kuti zvirikunaka here muri pakati pebonde, tarisa wega uone response irikuitwa nemkadzi paunenge uchisakura munda. Kana baba vasina kwavakwata chete, kukurumida kutunda kunokonzerwa nestress, kana zemo rakanyanyisa kana kutora nguva shoma paforeplay, kana kuti sytle yamunoshandisa.

Vakadzi vanoda kubatwa paZinyamusombo(Clitoris). This is one of the most erotic places pamukadzi, ukanatsokuvabata vakadzi vanobva vanyata/kutunda voburitsa hormone inonzi oxytocin
Kana matanga zvekupepeta murume/chikapa musamboita muchizororera, famba nebhora pliz. Zvokuita malazy by pabonde NO NO.

Saka vana baba vanoda kunyerekedzwa zvinyoronyoro nenzara dzakachekwa, musinga shunyi shunyi zvenyu. Kana makubata kaclitoris (beans), do no squeeze or rub please, but itai masoft presses muchishandisa chigumwe chiri next nethumb only.

Keep yourself clean madzimai nguva dzose. From top to bottom shambidzikai nekuti muri maruva enyika edu. Kuzasi kwenyu kune mashambidzirwe ako akunoda. Regai ndikudzidzisei. Shandisai wo corner yemubhedha muchaona kuti yakapenga. Its one of the hardest places pabed saka noise ishoma uye surface yakaomerera.

Ndinokurudzira kuti vana baba checheudzwai, it reduces kunyanya kukurumidza kunakirwa motunda. Zvakare take tym kutamba namadam kwete kungoti kana stumbo yamira motomvonyera musikarudzi.

Kune madzimai anonoka kunyata kuzasi. Kana kusiri kuti mai vakatsamwa, zvinokonzerwa nekurwara, or mapills ekudzivirira avanoshandisa etc. Saka munoenda kupharmacy and get jelly yamunozora kusikarudzi zvoita. Musazora vaseline ndapota.

The clitoral orgasm-unoita seunonzwa a bit of pain which is hyper-sensitive bt g-spot/vaginal orgasm unonzwa ma multiple spasms which are unstoppable and beyond control. In other words its pain with pleasure. Vamwe vakadzi vanoita kubvunda panguva iyeyi, please women don't suppress the pleasure.

Vana mai tati paclitoris tambirai ipapo vana baba. Manga muchiziva here kuti the clitoris has only one purpose on woman's body, and that's sexual pleasure so don't ignore it. Kana mukadzi akazvitakura itai bonde kusvika musi wekupona chaiko, vakadzi musanyima varume venyu.

Pakupedzisira ngatifadzanei nevadikanwi vedu muwaniso tichiziva kuti bonde takaripihwa naMwari. Bonde ibandiko rekunamata or worship nekuti miviri yedu itemberi yaMweya Mutsvene. Bonde rinofadza Mwari ndere muwaniso pakati pevakagashira Ishe Jesu saMambo naMponesi. Gashira Ishe Jesu izvezvi: "Ishe Jesu pindai mumoyo mangu saIshe naMambo wangu. Ropafadzai waniso yangu." Musi weSvondo ngatisanganei kuChurch.

By Mai Chibwe

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp