Thursday, 27 April 2017

Mhinduro Nyoro Inodzora Kutsamwa

Cain was the first person kupindura pfocho yemashoko. He was the first person kusaremekedza Mwari nemashoko ake. He was the first person kutaura rough. 

Mwari vakavhunza zvikanzi nhai Cain where is your brother Abel? Inzwa Cain zvadzakapindura: "Am I my brother's keeper?" Kana kutombotya zvake kupindura Mwari rough. 
Shoko rinorwadza Rinomutsa Hasha
Tinadzo hama dzedu nhasi dzine mweya umwechete wekusagona kupindura. At the burning bush Mwari pavakati Moses what is in your hand, dai Moses aiva munhu ane mweya waCain, aiti "Ah musandivhunze zvamurikuona hantka. Hamuoni kuti itsvimbo here iyi?" 

Ukatarisa zvakanaka mumagariro edu uchaona kuti type iyoyi tinayo nhasi. Respect is an important necessity kuti munhu agone kupindura mumwe wake zvakanaka. Kushaya respect kunotooneka nemashoko. Nomatter who has asked you whatever, lets learn kupindura zvine mweya waMwari. Parents to children, children to parents, husband to wife, wife to husband, and whoever you meet. Respect is a godly virtue that we must all have. 

 Proverbs 15:1-2 (KJV) A soft answer turneth away wrath: but grievous words stir up anger. The tongue of the wise useth knowledge aright: but the mouth of fools poureth out foolishness. 

Colossians 4:6 (KJV) Let your speech be always with grace, seasoned with salt, that ye may know how ye ought to answer every man. 

Speech is a gift that we should thank God for. Coz kune hama dzisina chipo ichi. But the same gift ikaseenzeswa wrong can give u problems hupenyu hwako hwese. Problems, dzevana naamai,dzemasiblings,dzekubasa,dzemuwanano,ne muchurch are very much caused by the way we have used our tongues. 

Mwari ngaatibatsire. God bless you.

Adopted By Apostle Pride Sibiya

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *